Create New Playlist

Add a cover pic of your own choice

(Optional)

Name

AI Cover Generator

4 credits

Not enough credits (0/4).

Logout

Are you sure you want to Logout?

Close

Vane Moyo Yakaoma 2 by AI Composer

SongGPT
Vane Moyo Yakaoma 2 by AI Composer - reggae,male vocals music cover art

Vane Moyo Yakaoma 2

reggae,male vocals

0:003:02
Lyrics
Description
[Intro]
Eyo Badman Vision na Tingz wemapratie
Judah me producer
[Chorus]
Vane moyo yakaoma kushungurudza mweya weuyo anorarama panyika nekuda kwendarama aiwa
Vanhu vane moyo wakaoma kushungurudza mweya weuyo anorarama panyika nekuda kwendarama
[Verse 1]
Kurarama uku mufunge sandinyore mukoma Dhanié
Vakatorasiswa njere vakatambudzwa kubva ndichiri pwere
Chandinoshuwira kungoziya zvizere mumoyo umu mufunge
Mune ronda nemazitombo imi makauponda vanhu
Munotyisa munenge anaconda mune moyo wekwa devil
Watokashinga hama dzako ukukandira zvitsinga
Vamwe vese ukuzama kutopinga uchizvidza iwewe wakapenga
Asi samatenga variko vakakuringa
[Chorus]
Vane moyo yakaoma kushungurudza mweya weuyo anorarama panyika nekuda kwendarama aiwa
Vanhu vane moyo wakaoma kushungurudza mweya weuyo anorarama panyika nekuda kwendarama
[Verse 2]
Nyaya dzacho dzakuda timbodzifambira timboona ndepapi pakutikurira
Nekuti tikasadaro tese tingatopera kana tikazvinetera
Ufunge wakavatarisa hapana chaunoshora
Tete kumusha uko vatokura asi hapana anoda kuvarora
Nekuda kwemhepo dzavakafuridzira pakuda Jah Jah
Apa dai apindira
[Bridge]
Mankind is so evil deh no wanna see us reach onother level
But we believe ina Almighty tombomisa vese
Vane moyo yekwa Devil
[Chorus]
Vane moyo yakaoma kushungurudza mweya weuyo anorarama panyika nekuda kwendarama aiwa
Vanhu vane moyo wakaoma kushungurudza mweya weuyo anorarama panyika nekuda kwendarama
[Outro]
Dradda pon di case
Eyo, stand firm, keep the faith strong
From darkness to light, we move along