Create New Playlist

Add a cover pic of your own choice

(Optional)

Name

AI Cover Generator

4 credits

Not enough credits (0/4).

Logout

Are you sure you want to Logout?

Close

Seiko(nemoyo murudo) by Dj Judah

SongGPT
Seiko(nemoyo murudo)  by Dj Judah - Dancehall,Male Tenor Vocals music cover art

Seiko(nemoyo murudo)

Dancehall,Male Tenor Vocals

0:002:52
Lyrics
Description
INTRO
anytime dradda Pon de casee eey eyo Tings me bredah
Judah me producer
CHORUS
seiko vanhu vakapinda nemoyo murudo vachizongorwadziswa zvimwe zvechihwai Soo o_o_o
VERSE 1
don knoe waida ini here Mari yanku here coz i wanna knoe nekuti dai waindida usina kundisiya Soo babe
rudo urwu rwunoda deepisa haridi kuti vanhu vangorichipisa ___musati maita tangai mafungisa nekuti zvimwe zvacho zvinozomakisa
VERSE 2
gaya paye muchidanana muchinzwanana pasina kana kutukana muchitopfeka zvakafanana wotomuka uchinzi hachadanana mumoyo mako twake atotuta akutokudza nezvako ndaneta zvese zviya zvamaitoita akuti ndatoquiter akuti ndaneta
BRIDGE
hatichazi tose nababe ndambomubvunza zvese izvi zvabvepi u remember chikutengerawo mazepi ndakugaya paye tiri2 anyways
ndezvemoyo mwana uyu anditemera musoro zvisei andipinza chikoro hapazi pese panopindwa nemoyo
OUTRO
anytime dradda Pon de casee eey eyo Tings me bredah
Judah me producer