Create New Playlist

Add a cover pic of your own choice

(Optional)

Name

AI Cover Generator

4 credits

Not enough credits (0/4).

Logout

Are you sure you want to Logout?

Close

Pasirino Idandaroo by Jude

SongGPT
Pasirino Idandaroo by Jude - Afro-Soul music cover art

Pasirino Idandaroo

Afro-Soul

0:004:24
Lyrics
Description

[Verse 1] Pasirino idandarooo Saka chingondidawooo Mukanguva katinakooo Mwari ndovanoziva woo [Pre-Chorus ] Ririko zuva ratichashayana woo Mwari vaita kuda kwavooo Saka chingondidawooo Pasirino idandarooo [Chorus ] Ichasvika nguva yatichaparadzana mweya nenyama zvichapesana Saka uno ndiwo mukana watinawo nekuti ramangwana hapana anoziva kwatakananga Zvinorwadza kuparadzaniswa kwevaviri mumwe achisiwa ari ega [Bridge ] (male and female voice mixed) Saka mukanguva katinakooo Chingondidawooo Pasirino idandarooo Mwari ndovanoziva woo Pasirino idandarooo Saka chingondidawooo Mukanguva katinakooo Mwari ndovanoziva woo [Outro ] (Pasirino idandarooooooooooooo) (mwari ndovanozivawooooooooooo) (chingondidawooooooooo) (mukanguva katinakoooooooo) (pasi idandarooooooooo) Ririko zuva ratichashayana woo Mwari vaita kuda kwavooo Saka chingondidawooo Pasirino idandarooo Ichasvika nguva yatichaparadzana mweya nenyama zvichapesana Saka uno ndiwo mukana watinawo nekuti ramangwana hapana anoziva kwatakananga Zvinorwadza kuparadzaniswa kwevaviri mumwe achisiwa ari ega (male and female voice mixed) Saka mukanguva katinakooo Chingondidawooo Pasirino idandarooo Mwari ndovanoziva woo Pasirino idandarooo Saka chingondidawooo Mukanguva katinakooo Mwari ndovanoziva woo (Pasirino idandarooooooooooooo) (mwari ndovanozivawooooooooooo) (chingondidawooooooooo) (mukanguva katinakoooooooo) (pasi idandarooooooooo)