Create New Playlist

Add a cover pic of your own choice

(Optional)

Name

AI Cover Generator

4 credits

Not enough credits (0/4).

Logout

Are you sure you want to Logout?

Close

Kumusha by AI Composer

SongGPT
Kumusha  by AI Composer - Afrobeat,male vocals music cover art

Kumusha

Afrobeat,male vocals

0:003:03
Lyrics
Description
(Intro)
aaah ah dradda Pon de case eehhyiii we Deyer x² anytime
(Verse 1)
Kana mujecha taispina tisati takugaira kuchena
Tichifamba mugumbo mune shena taipisa
Kutopfura gehena kana kudhibha taipisa
Pasina kana munhu aitityisa
Nekuti ukada kufarisa nembwa taitokurumisa
(Chorus)
Kumusha ah.ah ahhh x²
Ndasuwa kumusha ahh handiziye
Ndo dzokera riini inini kumusha ahh ahh x²
Ndasuwa kumusha ah ah handiziye
Ndichabaya riini ahaa
(Verse 2)
Gogo manheru vandiudza ngano vachitondipanga mazano
Endu haungaigone nyika ino inoruma
Iyi ine mazino saka iwe ngwarira variko vanyengeri
Usavatera nekuti ukavaterera
Muzukuru wanku tingakufutsira
(Chorus)
Kumusha ah.ah ahhh x²
Ndasuwa kumusha ahh handiziye
Ndo dzokera riini inini kumusha ahh ahh x²
Ndasuwa kumusha ah ah handiziye
Ndichabaya riini ahaa
(Verse 3)
Pane kamwe kamusikana kemuraini
Kutaura fair kaisave fine kaive Tambo
Kuita kunge twine ini nako taibura shine
Ndakazorohwa ndaenda kunotaimira
Nakatombopotsa ndazviitira
Asi zvinoita kunoita kuraa boiz
Zvinoita kukuraa
(Chorus)
Kumusha ah.ah ahhh x²
Ndasuwa kumusha ahh handiziye
Ndo dzokera riini inini kumusha ahh ahh x²
Ndasuwa kumusha ah ah handiziye
Ndichabaya riini ahaa
(Outro)
aaah ah dradda Pon de case eehhyiii we Deyer x² anytime
Kumusha, kumusha, kumusha, kumusha...